Enda pane zvauri kuda

Kuverengwa Kwenyaya dzemuBhaibheri Sedziri Kuitika

Terera kuverengwa kwenyaya dzemuBhaibheri dzakawedzerwa mimhanzi uye pfupiso yenyaya yacho.Ita sokunge kuti uri kuona zvinhu zvacho zvichitoitika. Mavhidhiyo emasaini aripowo.

Enda pakanzi Ratidza wosarudza mutauro waunoda, wonyora mashoko mashoma ezita romutambo wacho, wobaya pakanzi Tsvaka kuti uone mitambo iripo.

 

ONA