Enda pane zvauri kuda

Magazini eNharireyomurindi neMukai!

Magazini edu anotsanangura Bhaibheri anowanikwa mumazana emitauro, kusanganisira mutauro wemasaini. Nharireyomurindi inoratidza kuti zviri kuitika munyika zvinozadzisa sei uprofita hweBhaibheri. Inonyaradza vanhu nemashoko akanaka eUmambo hwaMwari uye inokurudzira vanhu kutenda muna Jesu Kristu. Mukai! inoratidza nzira yekukunda nayo matambudziko anhasi uye inoita kuti munhu avimbe nezvakavimbiswa neMusiki nezvenyika itsva ine rugare uye yakachengeteka.

Enda pakanzi Ratidza wosarudza mutauro waunoda, wobaya pakanzi Tsvaga kuti uone magazini aunoda.

 

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

February 2024

Magazini ini ine nyaya dzekudzidza dzaApril 8–May 5, 2024.

NHARIREYOMURINDI

Kutsvaga Chokwadi

Bhaibheri rine mhinduro dzechokwadi pamibvunzo inokosha muupenyu.

ONA

MUKAI!

MUKAI!

MUKAI!

MUKAI!

MUKAI!

NHARIREYOMURINDI

NHARIREYOMURINDI

NHARIREYOMURINDI

NHARIREYOMURINDI

NHARIREYOMURINDI

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA