Enda pane zvauri kuda

Vari Kuyaruka

Mamwe mazita evanhu vari kutaurwa munyaya idzi akachinjwa.

VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI

Kudanana—Chikamu 3: Torambana Here?

Unofanira kuramba uchidanana nemunhu wausisina chokwadi naye here? Nyaya ino ichakubatsira kuti ukwanise kusarudza zvekuita.

VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI

Kudanana—Chikamu 3: Torambana Here?

Unofanira kuramba uchidanana nemunhu wausisina chokwadi naye here? Nyaya ino ichakubatsira kuti ukwanise kusarudza zvekuita.

Unyanzvi Hunobatsira Muupenyu

Ushamwari naMwari

Vechidiki Vanobvunza Kuti

Mibvunzo inowanzobvunzwa nevechidiki ine chekuita nebonde, shamwari, vabereki, chikoro, uyewo nezvimwe.

Zvinotaurwa Nevezera Rako

Unogona kunge uri kusangana nedambudziko rausati wambosangana naro. Ona kuti vezera rako vari kurikunda sei.

Mavhidhiyo Emakatuni Okudhirowa

Unombosangana nezvinhu zvakakuomera muupenyu here? Kana uchisangana nazvo, mavhidhiyo mapfupi aya anogona kukubatsira kukunda matambudziko anosanganikwa nawo nevari kuyaruka.

Mapepa Ezvandakaronga Kuita Evechiduku

Mapepa aya anokubatsira kuti unyore zvauri kufunga kuzoita, kuti ugare wakagadzirira zvimwe zvinhu zvinozoitika muupenyu.

Nyaya dzomuBhaibheri Dzokudzidza

Nyaya dzinogona kupirindwa, uye dzinobatsira kuti mupfungwa dzako uone nyaya dzomuBhaibheri senge dziri kuitika.

Mhinduro 10 Dzemibvunzo Yevechiduku

Wana mazano angakubatsira kuti ubudirire muupenyu.

Zvinhu Zvinobatsira Pakudzidza

Shandisa zvinhu zviri pano kuti uve nechivimbo pakutsanangurira vamwe zvaunotenda.