Purogiramu yeGungano ra2023 rinoti ‘Iva Nemwoyo Murefu’!

Chishanu

Purogiramu yemusi weChishanu yakatorwa pana 1 VaKorinde 13:4—“Rudo rune mwoyo murefu.”

Mugovera

Purogiramu yemusi weChishanu yakatorwa pana 1 VaTesaronika 5:14—‘Itira mwoyo murefu vanhu vese.’

Svondo

Purogiramu yemusi weSvondo yakatorwa pana Isaya 30:18—“Jehovha akamirira nemwoyo murefu kuti akunzwirei nyasha.”

Mashoko Kune Vachapinda

Mashoko anobatsira vachapinda gungano.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NEZVEDU

Pinda Gungano ra2024 rinoti “Zivisa Mashoko Akanaka!”

Tinokukoka nemwoyo wese kuti upinde gungano remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha gore rino.

MAGUNGANO

Uri Kukokwa: 2023 ‘Iva Nemwoyo Murefu’! Gungano reZvapupu zvaJehovha

Tiri kukukoka kugungano regore rino remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha.

MAGUNGANO

Nzwisa yeDhirama: “Isa Nzira Yako Pana Jehovha”

Dzidza kuti kusangana nematambudziko kungasimbisa sei chido chedu chekuramba tichivimba naJehovha.