Dzoka Kuna Jehovha

Jehovha anotsvaga makwai akarasika, anokukumbira kuti udzoke kwaari.

Tsamba Inobva kuDare Rinodzora

Tsamba ino yeDare Rinodzora inokumbira vaya vakatsauka kuti vadzoke.

CHIKAMU 1

“Ndichatsvaka Rakarasika”

Mwari anoona gwai rakarasika serisingachabatsirike here?

CHIKAMU 2

Kuzvidya Mwoyo—“Tinomanikidzwa Munzira Dzose”

Kana uri kutadza kuitira Jehovha zvawaimboita, ungaitei kuti ubatsirwe nesimba rake?

CHIKAMU 3

Kurwadziswa Nemumwe Munhu—Kana Tiine ‘Chikonzero Chokunyunyuta’

Pfungwa nhatu dzemuBhaibheri dzinogona kukubatsira kana watadzirwa nemumwe munhu waunonamata naye.

CHIKAMU 4

Kuzvipa Mhosva​—⁠“Ndichenesei Pachivi Changu”

Ungawana sei zororo rinobva pakuva nehana yakachena?

CHIKAMU 5

Dzokai “Kumufudzi Nomutariri Wemweya Yenyu”

Kana ndichida kudzoka kuna Jehovha, ndotangira papi? Ungano ichanditambira sei?

Mhedziso

Unoyeuka here kufara kwawaiita uine vanhu vaJehovha?