MUKAI! March 2013 | Kuenda Kunze Kwenyika​—Uchitsvaka Upenyu Huri Nani

Matambudziko api akasanganikwa nawo nevanhu vakaenda kune dzimwe nyika?

Zvepasi Rino

Gara uchiziva zvinhu zviri kuitika uye zvimwe zvinonakidza munzvimbo dzakasiyana-siyana pasi rose.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvamungaita Kuti Musapopotedzana

Iwe nemumwe wako munogara muchipopotedzana here? Onai kuti mazano eBhaibheri angakubatsirai sei mumba menyu.

NYAYA IRI PAKAVHA

Kuenda Kunze Kwenyika​—Uchitsvaka Upenyu Huri Nani

Kuenda kune imwe nyika kunobva kwatoita kuti mhuri yako iwane upenyu huri nani here?

INTERVIEW

Mugadziri Wezvidhori Zvemabhatiri Anotsanangura Kutenda Kwake

Purofesa Massimo Tistarelli vanotaura kuti chii chakaita kuti vasiyane nepfungwa yokuti vanhu vakatanga vari mhuka.

ZVAKAITIKA KARE

Plato

Verenga unzwe kuti dzidziso dzaPlato dzakapinda sei muchiKristu.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Vanotambura

Tarisa uone kuti Mwari ane hanya nevanhu vanotambura.

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Muswe weChidhambakura

Chidhambukura ichi chinojamba sei kubva pasi kuenda kumadziro?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ungaita Sei Kuti Usaverengera Kuita Zvinhu?

Ona mazano anokubatsira kuti uone kuti ungaita sei kuti usaverengera kuita zvinhu!

Roti Nemhuri Yake—Nyaya Ine Mifananidzo

Tora nyaya iyi paIndaneti, uye ona kuti ungadzidzei pana Roti nemhuri yake.