Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUKAI! Nhamba 3 2018 | Mazano Ekubatsira Vakafirwa

Tingawanepi mazano anotibatsira patinofirwa?

Magazini ino inotaura zvatinofanira kutarisira patinofirwa nemunhu wepedyo uye zvatingaita kuti tisanyanya kushungurudzika.

 

Kufirwa Kunorwadza

Hapana chinhu chinorwadza uye chinoshungurudza kupfuura kufirwa nemurume, mudzimai, hama kana kuti shamwari. Inzwa zvinotaurwa nevanoongorora zvinoitika kana munhu afirwa.

Zvaunofanira Kutarisira

Zvii zvinowanzoitika kumunhu anenge afirwa?

Zvaungaita Kuti Utsungirire Kana Wafirwa

Pane mazano ari kubatsira vakawanda vanenge vafirwa uye ari kuvanyaradza.

Mazano Anonyatsobatsira Vakafirwa

Bhaibheri ndiro rinonyatsobatsira vaya vakafirwa.

Zviri Mumagazini Ino: Mazano Ekubatsira Vakafirwa

Mukai! Ino ine mazano emuBhaibheri anonyaradza uye anobatsira vakafirwa.