NHARIREYOMURINDI Nhamba 6 2016 | Vanhu Vakaratidzwa Kudenga Vakaonei?

Verenga Bhaibheri unzwe kuti kudenga kwakaita sei.

NYAYA IRI PAKAVHA

Vanhu Vanotii Nezvekudenga?

Tinogona kuwana mhinduro dzechokwadi.

NYAYA IRI PAKAVHA

Ndivanaani Vanogara Kudenga?

Magwaro anotiudzei nezvaJehovha, Jesu Kristu, uye ngirozi dzakatendeka?

Zvatinodzidza Kushiri

Shiri dzinotiratidza simba rina Mwari uye dzinotibatsirawo kuti tizive kuti chii chinonyanya kukosha muupenyu.

NYAYA YEUPENYU

Kugamuchira Chokwadi cheBhaibheri Ndisina Maoko

Murume akaremadzwa nemagetsi, asi ava kutenda kuti kune Musiki.

Bhaibheri Rinotii?

Mwari achapindura minyengetero yako here?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Mwari Ndiye Akasika Dhiyabhorosi Here?

Satani akabva kupi? Ona kuti nemhaka yei Jesu akataura kuti Dhiyabhorosi “haana kumira zvakasimba muchokwadi.“