NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA July 2016

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaAugust 29 kusvika September 25, 2016.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuGhana

Vaya vanosarudza kuenda kunoshumira kunodiwa vaparidzi veUmambo vakawanda vanosangana nematambudziko akawanda asiwo vanowana makomborero akawanda.

Tsvaka Umambo, Kwete Zvinhu

Jesu akatsanangura kuti nei tichifanira kudzora chido chekuda zvinhu zvakawanda.

Nei Tichifanira ‘Kuramba Takarinda’?

Zvinhu zvitatu zvinogona kutikanganisa pakurinda kana tikasazvingwarira.

“Usatya. Ini Ndichakubatsira”

Jehovha akaratidza kuti ishamwari yakavimbika munguva dzekunetseka uye dzekushungurudzika.

Kuonga Mutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari

Ndekupi kuratidzwa kukuru kwemutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari kuvanhu?

Paridza Mashoko Akanaka Omutsa Usina Kukodzera Kuwanwa

“Mashoko akanaka oumambo” anobudisa sei pachena mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Kubatanidzwa kwetutanda tuviri kunotaurwa muchitsauko 37 chaEzekieri kunorevei?