NHARIREYOMURINDI May 2014 | Pane Anoziva Ramangwana Here?

Mhinduro yacho inogona kuchinja upenyu hwako.

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvimwe Zvakaitika Asi Zvakawanda Hazvina

Ndiani anozivikanwa nekugona kufanotaura zvichaitika sezvazviri chaizvo?

NYAYA IRI PAKAVHA

Pane Anoziva Nezveramangwana Here?

Pane anokwanisa kutaura zvakarurama nezveramangwana.

KUKURUKURA NEMUVAKIDZANI

Zvapupu zvaJehovha Zvinotenda Muna Jesu Here?

Kana zvichitenda muna Jesu, nei zvisinganzi Zvapupu zvaJesu?

Waizviziva Here?

Nei vaJudha vakakumbira kuti Pirato aite kuti Jesu atyorwe makumbo? Dhavhidhi akanyatsouraya Goriyati nechipfuramabwe here?

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

Akatsungirira Kushungurudzika

Muenzaniso waMariya, amai vaJesu unogona kukubatsira kana uchitarisana ne“bakatwa refu” rokushungurudzika.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Kana Mwari ari iye ari kutonga nyika, nei yakazara nekutambura?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari Here?

Vanyori vakawanda veBhaibheri vairatidza kuti Mwari ndiye aivatungamirira pane zvavainyora. Nei vaidaro?