Enda pane zvauri kuda

Canada

 

2022-01-28

CANADA

Kuyeuka Kutenda Kwakaratidzwa Nehama Mumisasa Yevasungwa kuCanada

Pava nemakore 75 kubva pakasunungurwa hama dzedu mumisasa yevasungwa kuCanada. Vakasungirwa kutevedzera zvavakadzidza muBhaibheri.