Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Niger

  • Nharaunda yeHaro Banda, Niamey, kuNiger—Kupa munhu bhuku rinotaura nezveBhaibheri

Zvapupu zvaJehovha—Niger

  • Vagari vemo—27 066 000
  • Zvapupu zvaJehovha—373
  • Ungano—9
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa83 796

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—KuWest Africa

Chii chakaita kuti vamwe vagari vekuEurope vatamire kuWest Africa, uye zvinhu zvakazovafambira sei?