Enda pane zvauri kuda

Kuda Ari Kuverenga Bhuku Ripi?

Kuda Ari Kuverenga Bhuku Ripi?

Dhaunirodha mufananidzo uyu kuti uzoupenda. Kuda ari kuverenga bhuku ripi? Adzidzei?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kuba Kwakaipa

Mwari anoona sei kuba? Verenga Eksodho 20:15. Ona vhidhiyo uye dzidza zvakawanda kubva pane zvinoitwa naKuda.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.