Enda pane zvauri kuda

Bhuku Rinotsanangura Zvinhu Zviri muBhaibheri

Bhuku Rinotsanangura Zvinhu Zviri muBhaibheri

Bhuku rinotsanangura zvinhu zviri muBhaibheri rinonzi Insight on the Scriptures richakubatsira kunyatsonzwisisa nyaya dzakawanda dzinotaurwa neBhaibheri. Richakubatsira paunenge uchidzidza Bhaibheri uri wega, uye rinotsanangura zvinhu zvakawanda zvakadai sezvinotevera:

  • vanhu

  • nzvimbo

  • zvinhu zvinomera

  • mhuka

  • zviitiko zvinokosha

  • mashoko ari muBhaibheri

  • unhu

  • mashoko akashandiswa mumitauro yakatanga kunyorwa Bhaibheri

  • bhuku rimwe nerimwe riri muBhaibheri

Unogona kuverenga bhuku iri riri muChirungu paIndaneti kuti kudhaunirodha PDF yacho. Bhuku racho rine Volume 1 uye Volume 2.