Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nhamba Dzese dza2023

Nhamba Dzese dza2023
  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 85

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  239

  • Ungano Dzese: 118 177

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 20 461 767

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 22 312

  • Nhamba Yepamusoro Yevaparidzi a Yatakasvitsa: 8 816 562

  • Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 8 625 042

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2022: 1,3

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa b: 269 517

  • Avhareji Yemapiyona c Mwedzi Wega Wega: 1 570 906

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 738 457

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 1 791 490 713

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri d Mwedzi Wega Wega: 7 281 212

Gore rebasa ra2023 rakatanga musi wa1 September 2022, kusvika musi wa31 August 2023.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?