MUKAI! November 2014 | Mufaro Wechokwadi Unobva Pai?

Mufaro wechokwadi unobva pai?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mufaro Wechokwadi Unobva Pai?

Zvinorwadza chaizvo kufirira kuita chimwe chinhu wozoona kuti wakatambisa nguva.

NYAYA IRI PAKAVHA

Mufaro Wechokwadi Unooneka Sei?

Pavanhu 4 ava, waunoti ari kufara zvinobva pasi pemwoyo ndiani?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mawaniro Aungaita Mufaro Wechokwadi

Mazano 5 omuBhaibheri okukubatsira kuwana mufaro wechokwadi.

Zvepasi Rino

Zviri kutaurwa zvinosanganisira: mutemo wokuti vana vashanyire vabereki vavo vakwegura, kushungurudzwa kwevakadzi, uye kugadzirwa kwezvinhu zvemhando yepasi pasi nechinangwa chokubiridzira vatengi.

NYAYA IRI PAKAVHA

Basa Ranyanya Kukuwandira Here?

Zvinhu 4 zvingakubatsira kuti usanyanya kuremerwa nebasa.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvaungaita Kuti Usaramba Uine Chigumbu

Kuti uregerere mumwe wako zvinoreva here kuti unofanira kuona sokuti zvaaita haisi nyaya hombe kana kuti kuona sokuti hapana chaitika?

Deredza Mikana Yokubatwa Nechirwere Cheshuga

Vanhu 10 pa100 ndivo chete vanoziva kuti vari padanho reprediabetes.

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Chii Chinoita Kuti Mhashu Dzisabonderana?

Chii chinobatsira mhashu kuti dzisabonderana padzinobhururuka?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Nei Ndichifanira Kubatsira Vamwe?

Kubatsira vamwe kwakanakira zvinhu zvinenge zviviri. Ndezvipi?

Vechiduku Vanotaura Nezvokushandisa Mari

Inzwa mazano nezvokushandisa mari zvakanaka, kuisevha, uye kusanyanya kuida.

Kadhi reBhaibheri raMiriyemu

Miriyemu airidza chiridzwa chainzi kudii? Dzidza zvakawanda nezvake nokudhaunirodha kadhi iri romuBhaibheri.