Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku Rabatsira Vakawanda

Bhuku Rabatsira Vakawanda

Bhaibheri ndiro bhuku rinowanika mumitauro yakawanda kupfuura mamwe ese uye vanhu vakawanda vanaro. Saka mazano ari muBhaibheri akabatsira vanhu vakawanda kupfuura zvinoitwa nemamwe mabhuku. Funga nezvemashoko anotevera:

KUTURIKIRWA UYE KUWANIKA KWEBHAIBHERI

  • 96,5% yevanhu vari panyika inokwanisa kuwana Bhaibheri

  • Mumitauro 3 350 RINOWANIKWA (RAKAZARA KANA KUTI ZVIKAMU ZVARO)

  • 5 000 000 000 Nhamba yemaBhaibheri anofungidzirwa kuti akagadzirwa iyo inopfuura yemamwe mabhuku ese nekure

DZIDZA ZVIMWE

ENDA PAWEBSITE YEDU INONZI JW.ORG. URI IPAPO UNOGONA

  • Kuverenga Bhaibheri paIndaneti (rinowanika mumazana emitauro)

  • Kudhaunirodha Bhaibheri

  • Kuwana mhinduro dzemibvunzo yeBhaibheri

  • Kuverenga nyaya dzinoratidza kuti Bhaibheri rakabatsira sei vanhu vakawanda

  • Kudzidza Bhaibheri paIndaneti *

  • Kukumbira kudzidza Bhaibheri

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA UYE BHAIBHERI

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA ZVINOSHANDURIRA BHAIBHERI MUMITAURO YAKAWANDA ZVICHIRIPRINDA.

Aya ndiwo mamwe maBhaibheri atakaprinda mumakore akapfuura:

  • American Standard Version remuna 1901

  • The Bible in Living English, Byington

  • The Emphatic Diaglott

  • King James Version

  • Revised Standard Version

  • New Testament yaTischendorf

BHAIBHERI RESHANDURO YENYIKA ITSVA

  • Mitauro inopfuura 180 RINOWANIKA (RAKAZARA KANA KUTI MUZVIKAMU)

  • 227 MIRIYONI MABHAIBHERI AKAPRINDWA KUBVA MUNA 1950

^ ndima 13 Mumutauro weChirungu kana kuti Portuguese. Mimwe mitauro ichazowedzerwa.