MUKAI! Nhamba 4 2016 | Kuzvidzora Pakuita Zvawakajaira

Zvinhu zvatinenge tajaira kuita zvinogona kutibatsira kana kuti kutikanganisa.

NYAYA IRI PAKAVHA

Kuzvidzora Pakuita Zvawakajaira

Zvidzore pazvinhu zvaunoita, wojaira kuita zvinhu zvakanaka.

NYAYA IRI PAKAVHA

1 Usazviwanzira Zvokuita

Hazviiti kuti ungoerekana wasiya zvinhu zvakaipa zvawanga wajaira kuita. Verenga unzwe kuti zvii zvaungaita.

NYAYA IRI PAKAVHA

2 Ronga Zvinhu Zvako

Tamba nevanhu vanokubatsira kuita zvakanaka.

NYAYA IRI PAKAVHA

3 Usaneta

Kunyange ukaona zvichikuomera kusiya zvinhu zvawanga wajaira, usaneta!

Bhaibheri Rinotii Nezveungochani?

Rinoshora here chingochani? Rinokurudzira vanhu kuti vavenge ngochani here?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvaungaita Upenyu Pahunochinja

Upenyu hunochinja. Verenga unzwe kuti vamwe vakaita sei kunyange zvinhu pazvakachinja.

NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA

Kushanya kuKyrgyzstan

Vanhu vekuKyrgyzstan vanoremekedza vamwe uye vanogamuchira zvakanaka vaenzi. Vane tsika dzakaita sei?

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Runako

MaTV, Indaneti uye vezvefashoni vanogona kuita kuti vanhu vapedzisire vava kunyanya kufunga nezvezvakaita chimiro chavo.

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Upenyu Hwenyenze

Zvipembenene izvi zvinoshamisa. Zvinongooneka kwemavhiki mashoma kamwe chete mumakore 13 kana kuti 17.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Zvamungaita Kuti Musapopotedzana

Iwe nemumwe wako munogara muchipopotedzana here? Onai kuti mazano eBhaibheri angakubatsirai sei mumba menyu.

Vechiduku Vanotaura Nezvekutenda Kuti Mwari Ariko

Vhidhiyo iyi yemaminitsi 3 iri kuratidza vari kuyaruka vachitsanangura zvinoita kuti vabvume kuti kune Musiki.