Enda pane zvauri kuda

Shamwari

Hazvisi nyore kuva neshamwari dzechokwadi uye kuramba uinadzo! Ungaitei kuti uve neshamwari dzakanaka uye urambe uinadzo?

Making and Keeping Friends

Shamwari Yechokwadi Munhu Akaita Sei?

Shamwari dzezita hadzinetsi kuwana, asi yechokwadi ungaiwana sei?

Ungawana Sei Shamwari Dzechokwadi?

Mazano mana anogona kukubatsira kuti uve shamwari yakanaka uye uve neshamwari dzechokwadi.

Nei Ndisina Shamwari?

Hausi woga uri kusurukirwa kana kuti usina shamwari. Ona kuti vamwe vezera rako vakaita sei kuti vakunde dambudziko racho.

Kukunda Dambudziko Rokusurukirwa

Une dambudziko rokusurukirwa here? Shandisa pepa rino kuti uone kuti zvii zvinokonzera kuti usurukirwe uye kuti ungakurira sei dambudziko racho.

Ndingaita Sei Kuti Ndisaramba Ndichinyara?

Usarasikirwa nemukana wekuwana shamwari uye kunakidzwa neupenyu.

Zvaungaita Kuti Uwane Shamwari Dzakavimbika

Ona kuti chii chakaita kuti Dhavhidhi naJonatani vave shamwari neshamwari.

Ndinofanira Kuwedzera Shamwari Dzangu Here?

Kuva muchikwata chidiki cheshamwari kunogona kunakidza asi hapasi pese pazvinobatsira. Nei tichidaro?

Kuwedzera Shamwari Dzangu

Dzidza kuti nei uchifanira kuwedzera shamwari uye kuti ungazviita sei.

Tingori Shamwari Here Kana Kuti Paita Zverudo Apa?​—Chikamu 2: Zvandiri Kuita Zvinoita Kuti Afungei?

Shamwari yako ingaona sekuti uri kuda zvinodarika kungova shamwari chete here? Chimbonzwa mazano aya.

Kuziva Pekugumira

Tumira mameseji akakodzera kushamwari yako yechikomana kana uri musikana uye yechisikana kana uri mukomana.

Challenges

Ndingaita Sei Kana Shamwari Yangu Ikandirwadzisa?

Unofanira kuziva kuti hapana ushamwari husina zvinetso. Asi ungaita sei kana shamwari yako ikataura kana kuita zvinhu zvinokurwadza?

Ndingaita Sei Kuti Ndisafurirwe Nevamwe?

Ona kuti zvinotaurwa neBhaibheri zvingakubatsira sei.

Ungaitei Kuti Usafurirwa Neshamwari?

Shamwari dzinogona kuita kuti vanhu vanoita zvakanaka vapedzisire vava kuita zvinhu zvakaipa. Zvii zvaunofanira kuziva uye ungaitei kuti usafurirwa?

Ramba Kufurirwa!

Zvinhu 4 zvinogona kukubatsira kuti usafurirwa nevamwe.

Ko Kana Ndisiri Kukwana Pane Vamwe?

Chinokosha kupfuura chimwe ndechipi? Kukwana-kwana pavanhu vane tsika dzisina kunaka, kana kuti kuramba ndiri zvandiri?

Ndingaita Sei Kuti Ndigone Kutaura Nevanhu?

Zvinhu 3 zvinogona kukubatsira kuti ugone kutanga kutaura nyaya nevanhu.

Nei Ndichingogara Ndichirasika Pakutaura?

Ndezvipi zvinogona kukubatsira kuti utange wafunga, wozotaura?

Ndodii Kana Vanhu Vachindinyeya?

Ungaitei kana guhwa racho richisvibisa zita rako?

Zvii Zvandingaita Kuti Ndirege Kuita Makuhwa?

Ukangoona pava kutaurwa zvakaipa nezvemumwe munhu, ibva watoona zvekuita!

Kutamba Nemwoyo Wemunhu Kwakaipa Here?

Kutamba nemwoyo wemunhu kuita sei chaizvoizvo? Nei vamwe vachizviita? Kune zvakwakaipira here?

Huchingori Ushamwari Here?

Mumwe munhu angaona mamwe mashoko seanoratidza ushamwari chete asi mumwe achiaona seanoratidza kuti pane rudo. Ungaita sei kuti zvisadaro?

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?

Kutumira mameseji kunogona kukanganisa ushamwari hwako kana kuti mukurumbira wako. Ona kuti zvinofamba sei.

Kubaya-baya Foni Pane Vamwe Kuremekedza Here?

Zvakaipa here kumboverenga meseji yapinda pafoni paunenge uchitaura nemumwe wako? Ko kuramba uchipisa nyaya nomumwe wako worega kutarisa meseji kwakaipa here?