Enda pane zvauri kuda

Ushamwari naMwari

Kuteerera mitemo iri muBhaibheri kungasava nyore, asi kunoita kuti tive neupenyu hwakanakisisa. Ona kuti zvinodaro sei.

Belief in God

Vechiduku Vanotaura Nezvekutenda Kuti Mwari Ariko

Vhidhiyo iyi yemaminitsi 3 iri kuratidza vari kuyaruka vachitsanangura zvinoita kuti vabvume kuti kune Musiki.

Zvine Musoro Here Kutenda Kuti Mwari Ariko?

Ona vechidiki vaviri vakatsvaga mhinduro dzemibvunzo yavaiva nayo vakasimbisa kutenda kwavo.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 1: Sei Tichiti Mwari Ariko?

Unoda here kutsanangurira vamwe usingatyi kuti nei uchitenda kuti Mwari ariko? Verenga nyaya ino unzwe mazano aungashandisa.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 2: Nei Tichiti Hatina Kubva Kumhuka?

Zvikonzero 2 zvinoratidza kuti nyaya yokuti vanhu vakabva kumhuka ndeyenhema.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?​—Chikamu 4: Ndingatsanangura Sei Kuti Zvinhu Zvakaita Zvokusikwa?

Haufaniri hako kuva shasha yesayenzi kuti uratidze kuti zvinhu zvakaita zvokusikwa. Shandisa mavhesi ari nyore kutsanangura ari muBhaibheri.

Sei Ndichiti Mwari Ariko?

Gara wakagadzirira kutsanangura zvaunotenda kuvanhu vanenge vakubvunza asi uchizviita noruremekedzo uye usingatyi.

How to Draw Close to God

Nei Ndichifanira Kunyengetera?

Munyengetero inongova nzira yekuti munhu anzwe zviri nani here, kana kuti pane zvimwe zvaunoita?

Zvaungaita Kuti Uvandudze Minyengetero Yako

Pepa rino richakubatsira kuti uongorore minyengetero yako.

Nei Tichipinda Misangano paImba yeUmambo?

Zvapupu zvaJehovha zvinoita misangano kaviri pavhiki panzvimbo dzinonzi Dzimba dzeUmambo. Chii chinoitwa ipapo, uye uchabatsirwa sei kana ukapindawo?

Ndingaitei Kuti Ndisanyepedzera Kushumira Jehovha?

Matanho 4 anogona kukubatsira kusiya upenyu uhwu hweunyengeri.

Learn From Bible Characters

Koshesa Zvinhu Zvitsvene!

Ungaitei kuratidza kuti unokoshesa zvinhu zvitsvene?

Ukatsiurwa Teerera Uchizvininipisa

Ungadzidzei pane zvakaitwa naNatani paaitsiura Dhavhidhi?

Tsigira Kunamata Kwechokwadi!

Muupenyu ndepapi paungaratidza ushingi pakutsigira zvinhu zvine chokuita nokunamata?

Mwari Anoporesa Hezekiya

Verenga nyaya iyi yomuBhaibheri woona kuti ingakubatsira sei kunatsiridza minyengetero yako.

Kununurwa Pavira Romoto!

Ona kuti sei zvakakosha kutsigira zvakasimba zvaunotenda.

Mwari Akapindura Munyengetero waNehemiya

Dzidza nezvaNehemiya woona kuti akabatsirwa sei kuti akunde vanhu vaimupikisa.

Dzidza Kuti Ungava Sei Nengoni

Dzamisa pfungwa nezvenyaya yomuSamariya akanaka, woona kuti zvidzidzo zvipi zvaungawana.

Reading and Studying the Bible

Inzwa Vechidiki Vachitaura Nezvekuverenga Bhaibheri

Vamwe vanhu vanoomerwa nekuverenga, asi kuverenga Bhaibheri kunobatsira. Inzwa vechidiki 4 vachitaura kubatsirwa kwavakaita nekuverenga Bhaibheri.

Bhaibheri Ringandibatsira Sei?

Mhinduro yacho inogona kukubatsira kuti uwedzere kufara.

Zvinoita Kuti Nditende—Zvakanakira Mitemo yaMwari

Vechidiki vanotsanangura kuti vakanzvenga sei matambudziko akasangana nevakawanda vavaidzidza navo.

Bhaibheri Ringandibatsira Sei?—Chikamu 1: Kudzidza Bhaibheri

Dai waizonhonga bhokisi rekare uye rinoratidza kuti rine zvinhu zvinokosha, waizorega here kurivhura kuti uone zvinhu zvirimo? Ndizvo zvakaita Bhaibheri. Rine zvinhu zvakawanda zvinokubatsira.

Bhaibheri Ringandibatsira Sei?—Chikamu 2: Nakidzwa Nekuverenga Bhaibheri

Mazano mashanu anogona kukubatsira kuti unakidzwe nekuverenga Bhaibheri.

Growing Spiritually

Ndingadzidzisa Sei Hana Yangu?

Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei uye zvinhu zvaunokoshesa. Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei?

Ndinofanira Kubhabhatidzwa Here?—Chikamu 1: Kubhabhatidzwa Kunorevei?

Kana uchifunga nezvekubhabhatidzwa, unofanira kutanga wanzwisisa kuti kubhabhatidzwa kunorevei.

Ndinofanira Kubhabhatidzwa Here?—Chikamu 2: Kugadzirira Kubhabhatidzwa

Pindura mibvunzo iyi kuti uone kuti wagadzirira here kubhabhatidzwa.

Ndinofanira Kubhabhatidzwa Here?—Chikamu 3: Chii Chiri Kunditadzisa?

Kana uchitya kuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa, nyaya ino ichakubatsira kukunda kutya ikoko.

Zvii Zvandinofanira Kuzoita Kana Ndabhabhatidzwa?—Chikamu 1: Ramba Uchiita Zvakanaka

Pashure pekunge wabhabhatidzwa, ramba uchisimbisa ushamwari hwako naMwari. Ramba uchidzidza Bhaibheri, uchinyengetera, uchiparidza, uye uchipinda misangano yechiKristu.

Zvii Zvandinofanira Kuzoita Kana Ndabhabhatidzwa?—Chikamu 2: Ramba Wakaperera

Verenga unzwe zvaungaita kuti urambe uchiita zvawakavimbisa Jehovha pawakabhabhatidzwa.

Uhwu Ndihwo Upenyu

Unoda kugutsikana muupenyu here? Ona vhidhiyo inoratidza kufara kuri kuita Cameron pasinei nenyika yaari kugara.