Zvinotaurwa Nevezera Rako
Kuverengera
Vechiduku vanotaura chazvakaipira kuverengera uye chazvakanakira kuita zvinhu nenguva.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ungaita Sei Kuti Usaverengera Kuita Zvinhu?
Ona mazano anokubatsira kuti uone kuti ungaita sei kuti usaverengera kuita zvinhu!
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ndingashandisa Sei Nguva Yangu Zvakanaka?
Mazano mashanu anogona kukubatsira kuti ushandise nguva yako zvakanaka.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Kuita Zvinhu Zvakawanda Panguva Imwe Chete Kwakanaka Here?
Unokwanisa kuita zvinhu zvakawanda panguva imwe chete uye zvese zvichinyatsobuda zvakanaka here?
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ndingaita Sei Kuti Pfungwa Dzangu Dzirambe Dziri Pachinhu Chimwe Chete?
Ndepapi paunogona kutadziswa kuisa pfungwa dzako pachinhu chimwe chete nezvinhu zvakadai semafoni uye zvii zvaungaita kuti usavhiringidzwa.
MAVHIDHIYO EMAKATUNI OKUDHIROWA
Chii Chiri Kudzora Chimwe—Ndiwe Here Kana Kuti Ifoni Yako?
Uri kugara munyika ine mafoni asi haafaniri kukudzora. Unoziva sei kana wava kungoti sika-sika nefoni yako? Kana uine dambudziko iroro, ndezvipi zvaungaita kuti urigadzirise?
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ndiri Munhu Anovimbwa Naye Here?
Vamwe vana vanopiwa rusununguko rwakakura kudarika vamwe. Sei zvichisiyana?
ZVINOTAURWA NEVEZERA RAKO