Enda pane zvauri kuda

Jason Worilds: Hapana Chaunomborasikirwa Nacho Kana Uchishumira Jehovha

Jason Worilds: Hapana Chaunomborasikirwa Nacho Kana Uchishumira Jehovha

Panguva yaakanga ava shasha yemutambo waaitamba, Jason akazosarudza kusiya mutambo wacho kuti atange kushumira Jehovha.