Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo

Basa riri kuitwa neZvapupu zvaJehovha rinotsigirwa nemari yezvipo. Ona kuti mari iyi inoshandiswa sei kubatsira vanhu pasi rese.

Kuchengetedza Dzimba Dzedu dzeUmambo

Pasi rese tine Dzimba dzeUmambo dzinopfuura 60 000. Tinoita sei kuti dzirambe dzichiratidzika zvakanaka?

Kuyamura Vakawirwa Nenjodzi Muna 2023—“Takazvionera Tega Kuti Jehovha Anotida”

Zvinhu zvipi zvakanaka zvakaitika kubva pabasa rekuyamura rakaitwa mugore ra2023? Basa iri rakaratidza sei rudo rwaJehovha?

Zvivakwa Zvinotibatsira Pakuparidza

Basa rekuvaka rinobatsira chaizvo pakutsigira basa rekuparidza. Mari yenyu yezvipo iri kushandiswa sei pabasa rinokosha rekuvaka zvivakwa zvemapazi uye kuita kuti zvirambe zvakanaka?

Kuyamura Vakawirwa Nenjodzi Muna 2022—Kuratidza Rudo Kuhama Dzedu

Muna 2022, takabatsira sei vaya vakawirwa nenjodzi?

Kuita Kuti Vanhu Vange Vakachengeteka paDzimba dzeUmambo Panguva yeCOVID-19

Takatangazve kuitira misangano paDzimba dzeUmambo musi wa1 April 2022. Ona kuti zvii zvakaitwa kuti vanhu vange vakachengeteka paDzimba dzeUmambo pataizoungana pamwe chete.

Matsi Hadzina Kukanganwika

Tine mavhidhiyo mumitauro yemasaini inopfuura 100! Tinoagadzira nekuaparadzira sei?

Kupa Ruyamuro Munyika Ine Hondo

Hama dzedu dziri muUkraine dziri kuwana sei ruyamuro munguva yehondo? Uye izvi zviri kuvabatsira sei?

Bhuku Rinobatsira Pakudzidza Bhaibheri Rakasiyana Nemamwe Ese

Bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! rakagadzirwa zvakasiyana nemamwe mabhuku atinobudisa. Ona kuti nemhaka yei.

Kubatsira Paiitika Njodzi Muna 2021—Hama Nehanzvadzi Dzedu Hadzisi Kusiyiwa Dzichitambura

Muna 2021, dzimwe nyika dzaida rubatsiro pachirwere cheCOVID-19 uyewo padzimwe njodzi dzakakura dzakaitika.

Nhau Dzechokwadi Uye Dzinosimbisa Kutenda

Tinoonga kuti pajw.org pane nhau dzinoita kuti tizive zviri kusangana nehama nehanzvadzi dzedu munyika yese. Nyaya dzinobudiswa pajw.org dzinonyorwa sei?

Nziyo Dzinotiswededza Pedyo naMwari

Une nziyo yakabuda paJW Broadcasting yaunonyanya kufarira here? Wakambozvibvunza here kuti yakagadzirwa sei?

Mabhuku eBraille Ari Kuchinja Upenyu Hwevanhu

Hatingogumiri pakugadzira mabhuku ebraille chete asi tinodzidzisawo vanhu kuverenga braille.

Raibhurari Inokwana Muruoko

Vamwe vakati JW Library “inobatsira chaizvo.” Ona kuti zvii zvinodiwa kuivandudza uye kuita kuti irambe ichishanda zvakanaka.

Kuteerera Gungano paRedhiyo

Gungano ra2020 rakabudiswa paindaneti asi vanhu vakawanda kuMalawi nekuMozambique havakwanisi kuenda paindaneti. Vakaita sei kuti vakwanise kupinda gungano?

Rubatsiro Panguva yeCOVID-19

Rubatsiro rwatiri kupa panguva ino yeCOVID-19 ruri kushamisa vakawanda, vangava Zvapupu kana kuti vasiri.

Mamishinari Ari ‘Kusvika Kunzvimbo Dziri Kure Dzenyika’

Tine mamishinari ari mundima anodarika 3 000 pasi rese. Mari inoshandiswa pakuvachengeta iri kubva kupi?

Kudzivirira Kodzero Dzekunamata dzeZvapupu zvaJehovha kuLatin America

Vavengi pavakaedza kuvhiringidza rusununguko rwekunamata rweZvapupu, hama dzedu dzakabva dzamhanya-mhanya kuti dzibatsire.

Nhepfenyuro yeJW yepaSatellite Iri Kushandiswa Kunzvimbo Dzisina Indaneti

Hama dziri muAfrica dziri kukwanisa sei kuona JW Broadcasting kana dzisina Indaneti?

Mahofisi Eshanduro Ari Kubatsira Mamiriyoni Evanhu

Ona kuti nzvimbo inoitira vashanduri basa ravo inoita sei kuti basa ravo ribude zvakanaka.

Kubatsira Vari Kuwirwa Nenjodzi

Mugore rebasa ra2020, upenyu hwemamiriyoni ehama nehanzvadzi dzedu pasi rese hwakaviringidzwa nechirwere cheCOVID-19 uye njodzi dzinongoitika dzega. Zvii zvatakaita kuti tivabatsire?

Kubudiswa Kwebhuku Rinonyanya Kukosha Kupfuura Mamwe Ese

Pane zvakawanda zvinoitwa pakushandura, kuprinda, uye kubatanidza mapeji eShanduro Yenyika Itsva.

Chikoro cheGiriyedhi—Kubatsira Kwachinoita Vanhu Pasi Rese

Pane chikoro chinokosha chaizvo chinoitwa kuNew York, uye vadzidzi vacho vanobva pasi rese. Zvii zvinoitwa kuti vadzidzi ava vakwanise kuenda kuchikoro ichi?

Kupedza Kuvaka COVID-19 Isati Yatanga

Takanga takaronga kuvaka nekugadziriridza zvivakwa zvekunamatira zvinopfuura 2 700 mugore rebasa ra2020. Chirwere cheCOVID-19 chakavhiringidza sei urongwa uhwu?

Kuzadzisa Kushayiwa Kwevamwe

Basa redu rinotsigirwa sei munyika dzisina kubudirira?

Kabhokisi Kari Kuita Kuti Vanhu Vawane Zvekudya Zvekunamata

Zvapupu zvaJehovha zvakawanda zvava kukwanisa kudhaunirodha mabhuku pasina Indaneti.

Kurekodhwa Kwemavhidhiyo eGungano ra2020 Rinoti, “Garai Muchifara”!

Zvii zvinoitwa pakugadzira mavhidhiyo anoshandiswa pamagungano edu?

Kushandurwa kweGungano ra2020 Rinoti “Garai Muchifara”!

Hurukuro, madhirama, nenziyo zvakashandurwa sei munguva pfupi mumitauro inopfuura 500?

Kupinda Misangano Yeungano Vanhu Vachionana Pavhidhiyo

Sangano riri kubatsira sei ungano kuti dzikwanise kuwana malicense eZoom ekushandisa pakupinda misangano?

KUBUDISWA KWEMABHUKU

Zvivakwa Zvinokudza Murayiridzi Wedu Mukuru

Zvivakwa zviri kushandiswa pakuitira zvikoro zvesangano chete zviri kubatsira sei varayiridzi nevadzidzi?

Zvingoro Zviri Kupa “Uchapupu Kumarudzi Ese”

Pasi rese vanhu vanoona zvingoro zvedu uye vanoziva kuti ndezvevanaani. Zvingoro izvi zvakagadzirwa sei?

Kubudiswa Kwebhuku Rinonyanya Kukosha Kupfuura Mamwe Ese

Pane zvakawanda zvinoitwa pakushandura, kuprinda, uye kubatanidza mapeji eShanduro Yenyika Itsva.

Matsi Hadzina Kukanganwika

Tine mavhidhiyo mumitauro yemasaini inopfuura 100! Tinoagadzira nekuaparadzira sei?

Bhuku Rinobatsira Pakudzidza Bhaibheri Rakasiyana Nemamwe Ese

Bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! rakagadzirwa zvakasiyana nemamwe mabhuku atinobudisa. Ona kuti nemhaka yei.

Nhau Dzechokwadi Uye Dzinosimbisa Kutenda

Tinoonga kuti pajw.org pane nhau dzinoita kuti tizive zviri kusangana nehama nehanzvadzi dzedu munyika yese. Nyaya dzinobudiswa pajw.org dzinonyorwa sei?

Nziyo Dzinotiswededza Pedyo naMwari

Une nziyo yakabuda paJW Broadcasting yaunonyanya kufarira here? Wakambozvibvunza here kuti yakagadzirwa sei?

Mabhuku eBraille Ari Kuchinja Upenyu Hwevanhu

Hatingogumiri pakugadzira mabhuku ebraille chete asi tinodzidzisawo vanhu kuverenga braille.

Raibhurari Inokwana Muruoko

Vamwe vakati JW Library “inobatsira chaizvo.” Ona kuti zvii zvinodiwa kuivandudza uye kuita kuti irambe ichishanda zvakanaka.

Nhepfenyuro yeJW yepaSatellite Iri Kushandiswa Kunzvimbo Dzisina Indaneti

Hama dziri muAfrica dziri kukwanisa sei kuona JW Broadcasting kana dzisina Indaneti?

Kabhokisi Kari Kuita Kuti Vanhu Vawane Zvekudya Zvekunamata

Zvapupu zvaJehovha zvakawanda zvava kukwanisa kudhaunirodha mabhuku pasina Indaneti.

KUVAKA UYE KUGADZIRIDZA ZVIVAKWA

Kuchengetedza Dzimba Dzedu dzeUmambo

Pasi rese tine Dzimba dzeUmambo dzinopfuura 60 000. Tinoita sei kuti dzirambe dzichiratidzika zvakanaka?

Zvivakwa Zvinotibatsira Pakuparidza

Basa rekuvaka rinobatsira chaizvo pakutsigira basa rekuparidza. Mari yenyu yezvipo iri kushandiswa sei pabasa rinokosha rekuvaka zvivakwa zvemapazi uye kuita kuti zvirambe zvakanaka?

Kuita Kuti Vanhu Vange Vakachengeteka paDzimba dzeUmambo Panguva yeCOVID-19

Takatangazve kuitira misangano paDzimba dzeUmambo musi wa1 April 2022. Ona kuti zvii zvakaitwa kuti vanhu vange vakachengeteka paDzimba dzeUmambo pataizoungana pamwe chete.

Mahofisi Eshanduro Ari Kubatsira Mamiriyoni Evanhu

Ona kuti nzvimbo inoitira vashanduri basa ravo inoita sei kuti basa ravo ribude zvakanaka.

Kupedza Kuvaka COVID-19 Isati Yatanga

Takanga takaronga kuvaka nekugadziriridza zvivakwa zvekunamatira zvinopfuura 2 700 mugore rebasa ra2020. Chirwere cheCOVID-19 chakavhiringidza sei urongwa uhwu?

MAFAMBISIRWO EZVINHU

Kudzivirira Kodzero Dzekunamata dzeZvapupu zvaJehovha kuLatin America

Vavengi pavakaedza kuvhiringidza rusununguko rwekunamata rweZvapupu, hama dzedu dzakabva dzamhanya-mhanya kuti dzibatsire.

Kuzadzisa Kushayiwa Kwevamwe

Basa redu rinotsigirwa sei munyika dzisina kubudirira?

KUPARIDZA NEKUDZIDZISA

Zvingoro Zviri Kupa “Uchapupu Kumarudzi Ese”

Pasi rese vanhu vanoona zvingoro zvedu uye vanoziva kuti ndezvevanaani. Zvingoro izvi zvakagadzirwa sei?

Kuteerera Gungano paRedhiyo

Gungano ra2020 rakabudiswa paindaneti asi vanhu vakawanda kuMalawi nekuMozambique havakwanisi kuenda paindaneti. Vakaita sei kuti vakwanise kupinda gungano?

Mamishinari Ari ‘Kusvika Kunzvimbo Dziri Kure Dzenyika’

Tine mamishinari ari mundima anodarika 3 000 pasi rese. Mari inoshandiswa pakuvachengeta iri kubva kupi?

Chikoro cheGiriyedhi—Kubatsira Kwachinoita Vanhu Pasi Rese

Pane chikoro chinokosha chaizvo chinoitwa kuNew York, uye vadzidzi vacho vanobva pasi rese. Zvii zvinoitwa kuti vadzidzi ava vakwanise kuenda kuchikoro ichi?

Kurekodhwa Kwemavhidhiyo eGungano ra2020 Rinoti, “Garai Muchifara”!

Zvii zvinoitwa pakugadzira mavhidhiyo anoshandiswa pamagungano edu?

Kushandurwa kweGungano ra2020 Rinoti “Garai Muchifara”!

Hurukuro, madhirama, nenziyo zvakashandurwa sei munguva pfupi mumitauro inopfuura 500?

Kupinda Misangano Yeungano Vanhu Vachionana Pavhidhiyo

Sangano riri kubatsira sei ungano kuti dzikwanise kuwana malicense eZoom ekushandisa pakupinda misangano?

KUBATSIRA PANOITIKA NJODZI

Kuyamura Vakawirwa Nenjodzi Muna 2023—“Takazvionera Tega Kuti Jehovha Anotida”

Zvinhu zvipi zvakanaka zvakaitika kubva pabasa rekuyamura rakaitwa mugore ra2023? Basa iri rakaratidza sei rudo rwaJehovha?

Kuyamura Vakawirwa Nenjodzi Muna 2022—Kuratidza Rudo Kuhama Dzedu

Muna 2022, takabatsira sei vaya vakawirwa nenjodzi?

Kupa Ruyamuro Munyika Ine Hondo

Hama dzedu dziri muUkraine dziri kuwana sei ruyamuro munguva yehondo? Uye izvi zviri kuvabatsira sei?

Kubatsira Paiitika Njodzi Muna 2021—Hama Nehanzvadzi Dzedu Hadzisi Kusiyiwa Dzichitambura

Muna 2021, dzimwe nyika dzaida rubatsiro pachirwere cheCOVID-19 uyewo padzimwe njodzi dzakakura dzakaitika.

Rubatsiro Panguva yeCOVID-19

Rubatsiro rwatiri kupa panguva ino yeCOVID-19 ruri kushamisa vakawanda, vangava Zvapupu kana kuti vasiri.

Kubatsira Vari Kuwirwa Nenjodzi

Mugore rebasa ra2020, upenyu hwemamiriyoni ehama nehanzvadzi dzedu pasi rese hwakaviringidzwa nechirwere cheCOVID-19 uye njodzi dzinongoitika dzega. Zvii zvatakaita kuti tivabatsire?

Sorry, there are no terms that match your selection.