Enda pane zvauri kuda

Bhaibheri

Kwakabva Bhaibheri

Chii Chinonzi Bhaibheri?

Tanga kuverenga magwaro matsvene anonzi shoko raMwari.

Vanhu Vakachenjera Ndivo Vakanyora Bhaibheri Here?

Ona kuti Bhaibheri rinozvitsigira pacharo sei.

Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari Here?

Vanyori vakawanda veBhaibheri vairatidza kuti Mwari ndiye aivatungamirira pane zvavainyora. Nei vaidaro?

Mosesi Akanyora Bhaibheri Here?

Mosesi akashandiswa pakunyora Bhaibheri here? Bhaibheri rakanyorwa nevanhu vangani?

Pane Angaziva Kuti Ndiani Akanyora Bhaibheri Here?

Vanyori veBhaibheri vanoti Mwari ndiye aivatungamirira pakunyora uye mashoko acho ndeake. Chii chinoita kuti titi zvakanyorwa izvi ndezvechokwadi?

Bhaibheri Rakachinjwa Here?

Sezvo Bhaibheri riri bhuku rekare, tingava sei nechokwadi chekuti zvarinotaura hazvina kuchinja?

Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

Mhinduro yacho inowanika mumashoko ari muna Genesisi ekuti “pakutanga” uye “zuva.”

Sainzi Inopindirana Nezviri muBhaibheri Here?

Bhaibheri rine parinokanganisa here parinotaura zvesainzi?

Bhaibheri Rinodzidzisa Kuti Nyika Yakati Sandara Here?

Bhuku iri rekare rinotaura chokwadi here?

Bhaibheri Ibhuku Revarungu Here?

Vanyori veBhaibheri vakazvarirwa kupi, vanobva kunyika dzipi?

Nhoroondo Dzine Chokuita naJesu Dzakanyorwa Riini?

Pakatora nguva yakareba sei kubva pakafa Jesu kusvika pakanyorwa Evhangeri?

Kuverenga Uye Kunzwisisa Bhaibheri

Ungaitei Kuti Unzwisise Bhaibheri?

Unokwanisa kunzwisisa mashoko anokosha arimo.

Bhaibheri Rinozvipikisa Here?

Ongorora mavhesi anoita senge anopikisana uye zvinhu zvingakubatsira kuwana tsanangudzo dzakajeka.

Ndiani Kana Kuti Chii Chinonzi Shoko raMwari?

Sekushandiswa kwarinoitwa muBhaibheri, shoko racho rine zvimwewo zvarinoreva.

Zvinomborevei Kuti “Ziso Rinotsiviwa Neziso”?

Murayiro wekuti “ziso rinotsiviwa neziso” unokurudzira kuti vanhu varange zvisiri pamutemo vanhu vanenge vapara mhosva here?

Chii Chinonzi Mitemo Gumi yaMwari?

Ndivanaani vakaipiwa? VaKristu vanofanira kuichengeta here?

Zvinorevei Kuva “muSamariya Akanaka”?

Jesu akataura nyaya iyi kuti adzidzise vanhu kuti vanofanira kubata sei vamwe pasinei nekwavanobva kana rudzi rwavo.

Chii Chinonzi Torah?

Ndiani akarinyora? Zvinhu zvarinodzidzisa zvinogara nekusingaperi here zvekuti hapana pazvinonzi hazvichashandi?

Uprofita Uye Zviratidzo

Chii Chinonzi Uprofita?

Uprofita hwese hwakafemerwa naMwari hunongotaura zvichaitika mune remangwana here? Kwete nguva dzese.

Jesu Ndiye Mesiya Anotaurwa Muuprofita Here?

Kunogona kunge kuine vamwe vanaMesiya here?

Nhamba Dzinotaurwa muBhaibheri Dzinorevei? Kududzira Nhamba Kunotsigirwa neBhaibheri Here?

Ona mimwe mienzaniso yomuBhaibheri yezvinomiririrwa nedzimwe nhamba uye kusiyana kwazvakaita nezvinoitwa nevanhu pakududzira nhamba.

Maverengerwo Enguva muBhaibheri Anoratidzei Nezvegore ra1914?

Uprofita hwenguva nomwe huri muna Dhanieri chitsauko 4 hunotaura nezvekuguma kweutongi hwevanhu.

Bhuku raZvakazarurwa​—Rinotaura Nezvei?

Bhuku racho rinoti vaya vanoriverenga, vorinzwisisa uye voita zvarinotaura vachafara.

Ndiani Anonzi “Arufa naOmega”?

Nei mashoko aya akakodzera?

Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

Kuziva guta iri kunokubatsirei?

Chikara Chine Misoro 7 Chinotaurwa Pana Zvakazarurwa Chitsauko 13 Chinomiririrei?

Chikara chine simba, chiremerera uye chigaro. Ndezvipi zvekare zvimwe zvinojekeswa neuprofita uhwu?

Chikara Chitsvuku Chinotaurwa Pana Zvakazarurwa Chitsauko 17 Chinofananidzirei?

Pane zvinhu 6 zvinotibatsira kuziva chikara ichi chinotyisa.

Nhamba Yokuti 666 Inorevei?

Bhaibheri rinoratidza zvinorehwa nenhamba yekuti 666 uye chiratidzo chechikara.

Chii Chinonzi Bhabhironi Guru?

Bhaibheri rinoti Bhabhironi Guru ihure uye iguta.

Chii Chinonzi Gungwa Romoto? Rakafanana Here Nehero Kana Kuti Gehena?

Jesu ane “makiyi ehero,” asi ane kiyi yegungwa romoto here?

Mupfumi naRazaro Vaiva Vanaani?

Nyaya yakataurwa naJesu inodzidzisa here kuti vanhu vakanaka vachaenda kudenga uye vakaipa vachapiswa mumoto?

Kuguma Kwenyika

Chiratidzo ‘Chemazuva Ekupedzisira,’ Kana Kuti “Nguva Yekupedzisira” Ndechipi?

Bhaibheri rakataura zvinhu zvakawanda zvaizoitika zvaizoratidza kuti tava mumazuva ekupedzisira.

Bhaibheri Rakagara Rataura Here Unhu Hune Vanhu Mazuva Ano?

Bhaibheri rakagara rataura kuti vanhu vaizowedzera kuipa.

Chii Chinonzi Kutambudzika Kukuru?

Uprofita hunonzi hwemazuva ekupedzisira hunotaura nezvenguva yematambudziko asati amboonekwa nevanhu. Chii chatingatarisira kuona chichiitika?

Chii Chinonzi Hondo yeAmagedhoni?

Shoko rokuti Amagedhoni rinongowanika kamwe chete muBhaibheri, asi zvichaitika pahondo iyoyo zvinotaurwa kakawanda muMagwaro.

Nyika Ichaparadzwa Here?

Zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kukushamisa.

Nyika ichaguma riini?

Bhaibheri rinotaura kuti ichaguma riini here?

Umambo hwaMwari Huchaitei?

Ona zvichaitika kana Umambo hwaMwari hwava kutonga pasi pano.

Vanhu, Nzvimbo Uye Zvinhu

Vakadzi Vanotaurwa muBhaibheri—Tingadzidzei Kwavari?

Verenga nezvezvakanaka zvakaitwa uye zvakaipa zvakaitwa nevamwe vakadzi vanotaurwa muBhaibheri.

Mariya Ndiamai vaMwari Here?

Magwaro Matsvene uye nhoroondo yechiKristu inotipa mhinduro yakajeka nezvenyaya iyi.

Mhandara Mariya—Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvake?

Vamwe vanoti Mariya akanga asina chivi paakabereka Jesu. Bhaibheri rinotsigira here dzidziso iyoyo?

Johani Mubhabhatidzi Aiva Ani?

Mashoko euprofita aaiparidza akagadzirira mwoyo yevaJudha kuti vazokwanisa kuziva Mesiya akavimbiswa.

Ndiani Ainzi Mariya Magadharini?

Pane zvimwe zvinotaurwa nezvake asi hazvitsigirwi neBhaibheri.

“Varume Vatatu Vakachenjera” Vaiva Vanaani? Vakatevera “Nyeredzi” yeBhetrehema Here?

Mashoko akawanda anoshandiswa panguva yeKrisimasi haawaniki muBhaibheri.

Bhaibheri Rinotii nezvaDhanieri?

Mwari akamuratidza zvinhu zvatiri kuona zvichiitika mazuva ano.

Mudzimai waKaini Aiva Ani?

Kuongorora zviri muMagwaro kunoita kuti uwane mhinduro inogutsa yemubvunzo uyu.

Nyaya yeMafashamo Emunguva yaNoa Yakaitika Zvechokwadi Here?

Bhaibheri rinoti Mwari akamboparadza vanhu vakaipa nemafashamo. Chii chinoratidza kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi?

Chii Chinonzi Areka Yesungano?

Mwari akarayira vaIsraeri vekare kuti vagadzire Areka. Chinangwa chayo chaiva chei?

Jesu Akaputirwa Nejira Riri kuTurin Here Paakavigwa?

Zvinhu zvitatu izvi zvinotibatsira kuwana mhinduro nezvejira iri.

Mwari Akaita Kuti Zvinhu Zvishanduke-shanduke Here Kuti Pave Nemarudzi Akasiyana-siyana Ezvinhu Zvipenyu?

Hapana chiri muBhaibheri chinopesana nezvakaonekwa nevesainzi kuti zvisikwa zverudzi rumwe chete zvinogona kusiyana-siyana.

Kubatsira Kunoita Bhaibheri

Bhaibheri Rinogona Kundibatsira Here Kuva Nemhuri Inofara?

Mazano ouchenjeri anobva muBhaibheri akabatsira varume nevakadzi vakawanda kuti vafare mumhuri.

Bhaibheri Rinotii Nezveushamwari?

Shamwari dzakanaka dzinokubatsira kuti uwedzere kuita zvinhu zvakanaka. Sarudza shamwari dzako zvakanaka!

Jesu Akati Tinofanira Kubata Sei Vamwe?

Jesu paakataura mashoko aya, aitaura zvatinofanira kuitira vanhu vese, kunyange vavengi vedu.

Mashoko Ekuti ‘Idai Vavengi Venyu’ Anorevei?

Mashoko aJesu ari nyore asi ane simba anogona kuoma chaizvo kuashandisa.

Ndingaita Sei Zvisarudzo Zvakanaka?

Mazano 6 ari muBhaibheri anogona kukubatsira kuti uwane uchenjeri uye kunzwisisa.

Ndingawanepi Tariro?

Pane chinhu chinogona kuita kuti uvandudze upenyu hwako iye zvino uye wova netariro yeramangwana.

Mari Ndiyo Mudzi Wezvinhu Zvese Zvakaipa Here?

Mashoko anowanzotaurwa ekuti “mari ndiyo mudzi wezvinhu zvese zvakaipa” mashoko anotorwa muBhaibheri asi pachisiyiwa rimwe shoko.

Matambudziko Emari Uye Zvikwereti​—Bhaibheri Rinogona Kubatsira Here?

Mufaro hautengwi nemari, asi mazano mana anodzidziswa neBhaibheri anogona kukubatsira pakushandisa mari.

Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here Kana Uine Dambudziko Reutano?

Hongu! Ona zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kana uine dambudziko reutano.

Bhaibheri Rinotii Panyaya Yekutsiva?

Mazano ari muBhaibheri ari kubatsira vakawanda kuti vasava nepfungwa dzekutsiva.

Bhaibheri Rinotii Nezvehasha?

Pane pazvakanaka here kunzwa hasha? Ungaitei kana ukatanga kunzwa hasha?

Bhaibheri Rinogona Kundibatsira Here Kana Ndakaora Mwoyo?

Pane zvinhu zvitatu zvatinopiwa naMwari zvinotibatsira patinenge takaora mwoyo.

Chitendero, Mwari Kana Kuti Bhaibheri Zvingakubatsira Here Kuti Ufare Muupenyu?

Ona kuti kushamwaridzana naMwari kunogona kukubatsira sei kuva neupenyu hwakanaka iye zvino uye mune ramangwana.

Bhaibheri Rinotii Panyaya Yekuzvida?

Jesu akati: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.” Airevei?